taffy soxc🇿🇼

1.3K posts

taffy soxc🇿🇼 banner
taffy soxc🇿🇼

taffy soxc🇿🇼

@teesoxc

once you care, you are fucked!

Harare, Zimbabwe Beigetreten Mayıs 2013
3.1K Folgt1.8K Follower
ᵈʳ 𝑼𝒎𝒑𝒂𝒕𝒊𝒏𝒕𝒂𝒎𝒃𝒐 🧐
Mbanje hadziiti vakomana ,….. Nhasi ndazomhanya ndichitiza mudhara anga akarova uniform ye ZCC ndichiti iporisi..izvezvi andichazivi kuti ndodzoka sei kuharare.. hapanawo here akupfuura nemuchegutu apfure achinditakurawo ndanonoka kubasa😑😑
9
12
136
5.3K
THANDO_NGODA GIRL👑
THANDO_NGODA GIRL👑@Dorodovha311·
Pamwe pacho hazvidi kuwomesa musoro zvakanyanya pausingadiwi please 🙏 ramba uripo achakuda chete hazvichadi kunyengerera
HT
1
1
4
211
taffy soxc🇿🇼
taffy soxc🇿🇼@teesoxc·
@Faffiedzashe Aikaka kkk, ndakamboisa order yezi-tube repolony ndikanzi $20. Zvisineiwo that very same day ndakaperekedza bhururu kuColcom wanike $16,50 😅
0
0
3
68
Faffie-dzashe
Faffie-dzashe@Faffiedzashe·
Bought something for $30 then later saw it downtown $12. Should have listened when they said kana watenga chienda kumba😒
English
65
56
886
34.8K
BossG🇿🇼
BossG🇿🇼@BossG_Spectre·
Iri ririkuda $22k Daf lf 55 Refridgrated 10 tonne Recent import 22000 usd Duty paid 0772755428
BossG🇿🇼 tweet mediaBossG🇿🇼 tweet mediaBossG🇿🇼 tweet media
English
5
5
10
1.4K
𝗠iss T
𝗠iss T@iammisstc·
What happened to ETV's midnight content?
English
9
1
19
4.9K
taffy soxc🇿🇼 retweetet
Tinazee☆ 🆇
Tinazee☆ 🆇@tinazeeZW1·
"Right mhosva dzako dzakatanga uine 6 years pawaiti if I lie God is a fool.."
Tinazee☆ 🆇 tweet media
Indonesia
100
200
1.5K
32.5K
NyaaRie
NyaaRie@nyaa_nyarie·
Varume vemazuvano ko makutoda kutengerwa etym nesu?
NyaaRie tweet media
Lietuvių
32
0
68
3.1K
THANDO_NGODA GIRL👑
THANDO_NGODA GIRL👑@Dorodovha311·
Ko sei varume 65 % yavo vari marombe vachishanda asi pasina chinobuda vachikurirwa nevakadxi 95 % yevakadzi varikuita zvirinani mulife vane mota nedzimba asi varume ummm pakashata
Eesti
80
3
34
9.4K
Baba Ramero
Baba Ramero@mi62206·
Makaita basa hama dzangu ne advice yamakandipa pano patwitter , munhu ayidanana nemukadzi wangu ari kuvigwa mangwana maskati ku Chiweshe 👏
Baba Ramero tweet media
Indonesia
21
16
258
11.4K
Mai Twalumba🇱🇺
Mai Twalumba🇱🇺@TraceyMachona·
Yah! Kana murume asingakude ka, zveshuwa haudiwe! So mbuya vangu vakamitiswa hanti, then 27 years later,she is now 56,heard kuti mfesi uya 68,akaita stroke,mbuya offered kupepa Sekuru,haa Sekuru refused shem🙌🏾kuramba mukadzi apa vave pa wheelchair .
Indonesia
27
4
68
10.7K
ManFromNyasaland
ManFromNyasaland@PhiriTofara·
varume ngatifarirei mvura aaaah🤣😭😭😭😭😭😭😭😭
ManFromNyasaland tweet media
Italiano
31
2
52
10.9K