Закреплённый твит

Pamberi na Cde Blessed Geza pamberi na Cde Mathibela pamberi nema war veterans ese ari kuda kuti nyika ive nemutungamiriri ano remekedza bumbiro remutemo wenyika kwete kumbunyikidza vanhu sezviri kuitwa na @edmnangagwa. Dambudzo must go @nickmangwana
Indonesia























