
Mai Sinikwe Marowa vati vanotsigira #CAB3, vachifara nekuwedzerwa kwemakore kubva pa5 kusvika pa7 kuitira kupedzisa mapurojekiti.
Vanokurudzira veruzhinji kuenda kumahearings musi wa30 Kurume pa Bulawayo City Hall ne Nketa 8 Hall.
#Vision2030 🇿🇼
@PresFunds
@edmnangagwa
Suomi

































