
ChildofZimbabwe
6K posts

ChildofZimbabwe
@ChildOfZimbabwe
Critical Legal Studies Thinker! Student of Law. Human Rights activist.









After a careful consideration of the prevailing economic, socio and political situation, and having listened to wise counsel from various stakeholders, I have decided to join with immediate effect. We need all hands on deck. Amandlaaa!





🔸Chinzwaika, agenda iripo ndeyekuti amaWarriors anofanirwa kurira paX kudarika mateam ese. Panongoiswa post yevakomana pahandle ye @TotalAFCON2025, munhu wese ngaaise like, nerepost. Nyangwe iri nyaya yei, nyorai kuti but the Warriors are the best, Zimbabwe is best nekuti Go Warriors. Vanogadzira magraphics, gadzirai. Kana zvagadzirwa, munhu wese aneduty rekutenderedza. Kunyanya game ririko neVapfanha vekumhiri kweLimpopo inoda kungwarirwa. Iriko musiwa 29. Panozosvika game iroro, tinofanhirwa kunge tahyper team yedu zvekuti vanotoona kuti team iyi irimberi pakusupportwa nekudiwa nevanhu. Ikoko vaneAgenda yavo yekudealer nesu saka ngativangwarirei. Tinotaura hedu murudo not kutuka tichitaura kuti Zimbabwe igoridhe, Zimbabwe irimberi. ZIFA painongobuditsa maprofile nemavideo etraining iri on the ground, ngatibvei tatenderedza. Basa redu isu nderekubooster morale yevakomana kuti pavanozotamba mitambo, cantina kuti kumusha vanhu vagakarira, varikuda kuona tichibudirira. Mahashtags edu ndiwawo- #GoWarriorsGo #TeamZimbabwe🇿🇼



















