Wasu Ane HOMBE🍆
2.7K posts

Wasu Ane HOMBE🍆
@Lanliyah
The Certified Economist
Mutare Katılım Ocak 2019
464 Takip Edilen494 Takipçiler

@bosskimhucci Thanks Murungu sendai ye Black label ini handidarike 6quats
Indonesia

@Themba1860003 @NNyashaYessur Haasati asvika menopause here 50 years unenge uchiri kuzvara?
Eesti

@EniasChive07 @BabesweHunters Takafanana ini ndakanzi usatumira chengeta marii iyoyo uroore😂😂
Indonesia

@BabesweHunters Im 29 but changove chimbo chero ndikatumira sugar havachinei nazvoo

@guyfromtheblooc @yslomry Kakamboda kundivhara haa ndakakakudza kuti usatijairire 😂😂
Indonesia

@Wachewee @KumeneRj @MlamboBrandonp Toda kutenda kr kunamata mwari waEzekeri ko kana ezekeri aiita zvemashavi or aive nemumwe mwari asiri wamasimbaose
Indonesia

@Wachewee @KumeneRj @MlamboBrandonp Mface wangu aimbkndideedzako haaa ndaksti kana izvi hanfiite kungodqi ngatitendei mwari waEzekeri, kudai baba vedu babaGuti vakati aaagh idol worship yacho yakanyanya vanotomunatama Guti
Indonesia

@sydie_magaya @Wachewee Haiwa ndoyangu Avondale assembly yakarongeka zvayo ndaisoichiva pandaienda rufaro panenge pakarongeka 😂😂😂
Indonesia
























