Panashe David

101.3K posts

Panashe David banner
Panashe David

Panashe David

@panashedave

bio? handina kuita bio ini, ndakangopasa shona neamwe 3.

Gweru, Zimbabwe Katılım Şubat 2022
11K Takip Edilen20.9K Takipçiler
Sabitlenmiş Tweet
Panashe David
Panashe David@panashedave·
Ghetto i binary, i zero or ma1...
Panashe David tweet media
Italiano
6
27
132
7.7K
Panashe David
Panashe David@panashedave·
Zvenyu muchiri in good books nema ex enyu, nhasi patapesana mutown asheedzera kuti, “mbavhaaa” haaaaaa lucky enough around this time vanhu vashoma mutown, ndandafa, Tsek Jenny.
Eesti
0
0
0
73
Panashe David
Panashe David@panashedave·
@haploz99 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
QME
0
0
1
15
Panashe David
Panashe David@panashedave·
What's your all time favourite BOSS KEDHA - BHUTISI sketch? Mine: bhutisi as a Pastor ministering to a female congregant at her place when the husband is working in Eritrea. Her: (sobbing) pastor ku Eritrea kune vakadzi vakanaka. Him: (hugs her) Vakadzi vakanaka variko zveshuwa
English
6
1
16
1.6K
Panashe David
Panashe David@panashedave·
Isa Yamal no goal, isa $75
Indonesia
2
0
3
192
TEDIOUS MUSINACHIREVO
TEDIOUS MUSINACHIREVO@VMusinachirevo·
Hapana chunhu chinosvota sekuvuya vuno Gweru MSU yakavhara kudai, ko vamwe tenge tichida kumbonhonga nhonga ka.
TEDIOUS MUSINACHIREVO tweet media
Suomi
44
9
116
8.2K
Shortboss👑
Shortboss👑@schoombouy·
@panashedave asi varume vazhinji vanoda vakadzi vakanaka and vakadzi vazhinji vanoda varume vane mari
Latviešu
1
0
1
9
Panashe David
Panashe David@panashedave·
Haasi murume wese anemari, haasi mukadzi wese akanaka. Haasi munhu wese anoda ma looks kana mari.
Filipino
2
1
6
295
Panashe David
Panashe David@panashedave·
Talking stage yeiko muna 2026.
English
2
1
5
724
Panashe David
Panashe David@panashedave·
@LoaeHim “yasvika nguva iya yandofarira, heyi ndataimiraaaa wenaaa”😂😂😂 💀
Indonesia
0
0
1
45
Loae
Loae@LoaeHim·
@panashedave Ahh inini the greatest yavo is Each Man for himself God for us all😂😂😂pakarohwa paya
English
1
0
1
49
Sir Marlon_29🐾
Sir Marlon_29🐾@Sirmarlon_29·
Zim hip-hop tiri safe 🔥🔥🔥
Türkçe
3
2
9
306