Limitless

368 posts

Limitless banner
Limitless

Limitless

@Babaskm

Naked truth. Vacay vibes only. Kutandara nevamwe chete 😂

Se unió Ekim 2017
1.3K Siguiendo69 Seguidores
Limitless
Limitless@Babaskm·
@wicknellchivayo Nedora rake akakwanisa kumupa 2 beautiful kidz! Nine months akadzisunda by 2.Chakakosha kuburitsa hurume.
Filipino
0
0
0
117
sir_wicknell.
sir_wicknell.@wicknellchivayo·
Ko nhai Sabhuku idzo dzino mbotengeswa kupiko muendese iwo Muzvambarara wenyu pa Auction muwanewo ka mari keku rarama. Ukaona Murume Mukuru akuvhaira kuti yangu ndine 30 cm wobva waziva kuti ndiyo yega yaasara yekuvhaira nayo and pa ma facts Shasha inenge yakundwa uye yazosvika paku pererwa manje. Wicknell - 10 Themba - 0...Ko mandi shaya here Sabhuku makanganwa here muri more than 40 MP's pa porfolio commitee on mines & energy interview yangu on Gwanda Solar muchi fire ma questions ndaka gara ndiri one Chibaba ndaka zvimiririra ndika ku gadzirai size mese after the interview imi mega imi muka bvuma kuti tamutadza and this level of intelligence is UNMATCHED...Imi makazo pedzisira mati I think you must lose weight ndobva ndaziva kuti MAPERERWA...Itsika yenyu kushaya kana makundwa Sabhuku 🤣😂...Manga majaira ka extortion muri MP muchiti mukaitwa Chairman or Member of any of the Parliamentary Portfolio Committees tese taiona inonzi nhamo tichi chichi dzirwa tichi torerwa mari ye ma protection fees 😂🤣. Manje iye zvino Sabhuku kumusha corruption yeko munopihwa bribe ye mbeva 15 monzi ndibatsireiwo please. Izvozvi muri kutsvaga kuti moita popular papi and nei asi zviri kuramba ,mamboedza kuti pano nepano I'm very close to the Boss he buried my Father unfortunately ma potential customer enyu havasi kuterera nyaya iyoyo and still mashaya relevance. Hanzi ndino rira ???😂🤣KUMUSHA YES i agree ko uko ndimi munotonga...Asi kumwe kwese handizivi hangu kuti muri kurira neche kupi kwatisiri kuona isu nhai Sabhuku ??? pa Stage ku Miss Universe maka dhakwa taka shaya kweku nyarira muchi buritsa tu ma 100 dollar bills twaibuda one by one muhomwe dzaka siyana dzaioneka kuti dziri empty dzichi pfumbuka bute. Ndakangoti Mwari we nyasha apa pakuda imimi mupindire ko iyo 10 thousand pledge yacho mwana akazopihwa here ??? Makatadza kuitakura kubva kumba here inga hainyanyo kurema nhai Sabhuku. Pave paye ndakazototya kuti oooo attention yapihwa Mwana uyu acha kwidzwa ndege ye mashanga aka pedzisira atonyengwa SHAME hake. Hapana anoziva zita rake andiudzewo kuti anonzani ndimupe hangu kana ka 50 thousand USD cash asazoita victim akufambira 10 thousand USD yeku nyeba iya..The girl has a future inzwaiwo tsitsi apa Sabhuku regai vane mari timu batsire mwana. Ndingadai ndiri kuku remekedzai kuti Shumba asi i strongly doubt the authenticity of your totem kana isu vana Ganyamatope Chirandu che Gono pane patino svika tichiti ini ndiri Shumba Murambwi and even ndichi kura kusvika 2017 kana ini ndaitombo era GUSHUNGO mamwe mazuva saka kutsvaga kurarama tinoriziva game racho. Surname yenyu ku madzindza edu emuno munyika ye Madzimbabwe pachokwadi hamuko Sabhuku 😂🤣🏃🏃🏃. On another separate note because you have so much time on your hands you're having a minimum 3 interviews every week pretending to be knowledgeable and politically astute. In most of your interviews you always mention a VP must resign and who your choice for the next President is. Everyone is entitled to their own opinion but as Zimbabweans we will never take advice from a hopeless and broke FAILED POLITICIAN trying to earn a living. I know this subject has made you a little bit popular being a hot topic mainly amongst the opposition but with the greatest respect PLEASE SHUT UP you are not a Zanu PF member and you're not the President's spokesperson. H.E has repeatedly made it clear that he will not be involved in choosing his successor as it is the sole responsibility of the Party. Be guided accordingly Sabhuku and also please stop lying that you are being chased and you need to drive fast cars.When i heard that explanation ndakaseka ndikati ma bhebhi ese anoti Raptor Sabhuku vakudawo Raptor 🤣😂 anway ENJOY YOUR CAR SABHUKU akatenga munomuziva henyu. Mashoko ekuku pindurai ndinawo ANOBVA MU GATE GURU haapere Sabhuku and kindly please bear with me if I delay in responding as I have a Multi-billion dollar business empire that I'm building which constantly requires my undivided attention.
Sabhuku Temba P. Mliswa@TembaMliswa

The issue was very simple Sekuru Moyo. It was whether I asked for a vehicle or not. But you are now dragging me in mud with accusations dzekurima vakadzi, if I respond you won't like it!

Nairobi, Kenya 🇰🇪 Indonesia
620
75
380
129.2K
Limitless retuiteado
𝟲𝗶𝘅𓅓
𝟲𝗶𝘅𓅓@six_papi·
He will never swim in a river again 😂😂
English
324
859
3.9K
1.1M
Limitless
Limitless@Babaskm·
@drruwende Tongoita zvamanyora not zvamunoita kudya fast foods Dr 🤣🤣🤣
0
0
1
299
Dr. Misheck Ruwende
Dr. Misheck Ruwende@drruwende·
Fast foods are part of the reason why we are having this sharp rise of Diabetes, high blood pressure, cancers, Stroke. Avoid them at all cost
Dr. Misheck Ruwende tweet media
English
91
72
452
83.1K
Dr. Solicitor At Large
Dr. Solicitor At Large@Zvoutete14·
Pakutoda zita rehondo apa. What’s your nom de guerre? Mine is Cde MUCHEKANAPAKATI.
Dr. Solicitor At Large tweet media
Indonesia
160
27
382
73.9K
Felix M Timothy
Felix M Timothy@_Furnitureplug·
Yaa she clapped back 😂
Felix M Timothy tweet media
English
24
14
173
26.4K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@TendayiZinyama Makumbo ayo haasi ekumba kwenyu bro, structure dzekumba kwako todziziva🤣
Filipino
2
0
4
1.3K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@WangaZW Tsvagira sekuru gadzi, paita zverume hombe 🤣
Latviešu
0
0
1
164
Don Wanga🍺
Don Wanga🍺@WangaZW·
Visited my great grandfather this one time Hanzi ndinoda kuenda kuNdari kunotsvaka gadzi😅 ..... He is 98
Don Wanga🍺 tweet mediaDon Wanga🍺 tweet media
Midlands, Zimbabwe 🇿🇼 Eesti
18
13
214
18.7K
Malaga
Malaga@PMalaga2022·
Apa makazotora zvenyu Gaba... 😭🤣
Malaga tweet mediaMalaga tweet media
70
83
752
84.1K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@PMalaga2022 AI yaitwa negweta rekuona bhora naMandela achangobuda🤣🤣🤣🤣
हिन्दी
1
0
1
67
Malaga
Malaga@PMalaga2022·
Vanowanika kupi vanhu vaive na chief mourner avo? 😭😂
Malaga tweet mediaMalaga tweet media
Slovenščina
13
9
122
9.6K
Raymond Dart(Mr Dart)
Raymond Dart(Mr Dart)@RaymondMukazika·
But chiii chauri kuwana kuSmall house chausinga wane kumukadzi wako wepaDen?🤔
Raymond Dart(Mr Dart) tweet media
Suomi
112
25
288
73.3K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@PMalaga2022 Ukaona munhukadzi anoti mathafaka iri wrong turn or snooker yekuUni
Indonesia
1
0
4
950
Malaga
Malaga@PMalaga2022·
Dzorai Moyo atete😭😭😂
Malaga tweet mediaMalaga tweet media
Indonesia
61
33
455
36.8K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@Zvoutete14 Shadaya anoita kuti varume vaone vakadzi neimwe angle, dzimba zhinji dzasheka 😂
Suomi
0
0
0
442
Dr. Solicitor At Large
Dr. Solicitor At Large@Zvoutete14·
Saying this for the last time, unless if I marry a virgin, I’m blocking Shadaya the day I marry.
English
39
29
330
33K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@PMalaga2022 Uchatitadzisa kunamata nekupinda denga🤣🤣🤣
Indonesia
1
0
2
426
Cucsman
Cucsman@CucsmanE·
I only realized that education doesn't give people wisdom when i saw learned people with PHDs believing that these are true prophets of God,sad
Cucsman tweet mediaCucsman tweet mediaCucsman tweet mediaCucsman tweet media
English
242
123
663
93.2K
Limitless
Limitless@Babaskm·
@Zvoutete14 Jena muponesi ndorakakosha harizoda kutenga kumusha nekutown, wanga wakaipa mwaka watapfuura.
Indonesia
0
0
0
126
Dr. Solicitor At Large
Dr. Solicitor At Large@Zvoutete14·
Haaa gore rino kwanaya hako. Zviri nani. Sadza ndorakakosha. All else is secondary.
15
7
127
9.9K