kid🚶💨💨

4K posts

kid🚶💨💨 banner
kid🚶💨💨

kid🚶💨💨

@DhalaRaphael

If hard work pays show me a donkey that is rich❗❗ Just here for funny

Harare, Zimbabwe Katılım Ağustos 2021
5.2K Takip Edilen6.5K Takipçiler
The Bauer🇿🇼
The Bauer🇿🇼@GeneralBauer3·
Anyone to draft me a message iri polite and yet pachiface yekuudza mukomana kuti madam vake vane magame avarikuita. In person hatisi kusangana
Eesti
5
0
14
510
Mwana waElectrician⚡
Mwana waElectrician⚡@kynashmapurisa·
Now i see the reason why Winky D sabotaged Seh Calaz kuma shows. Seh Calaz is a full time threat to Winky D, zvakaitika kuBhanditi Festival ma1🙌🔥
English
115
16
258
48.3K
kid🚶💨💨
kid🚶💨💨@DhalaRaphael·
@kynashmapurisa Comments under this post😂😂😂🙌, vanhu vactcher havo. Tinogona kuswera pano😂😂
kid🚶💨💨 tweet media
English
2
0
1
47
skilled rebhara
skilled rebhara@drjaytee87·
I learnt 2 lessons today 1 hope hadzina chikwereti 2 usaise phone nemari in the same pocket thank me later
English
23
40
585
29.1K
Tinazee☆ 🆇
Tinazee☆ 🆇@tinazeeZW1·
"Ndifonerereiwo Nyaradzo indiitire plan, coffin repa Glen view iri harina comfort.."
Tinazee☆ 🆇 tweet media
Filipino
8
17
171
4.6K
eng lui
eng lui@eng_lui_tme·
Can we say Nisha is ungrateful or akatadzirwa naMutarisi ?
Indonesia
12
6
97
19.7K
TEDIOUS MUSINACHIREVO
TEDIOUS MUSINACHIREVO@VMusinachirevo·
Ropa randiri kubuda these days rakawandisa zvekuti ndogona kungoti dhii kudonha ndichizvifambigwa. My worry was dying without seeing Arsenal winning the Champions League Trophy but now we are about to win it with INVINCIBILITY. What a pacifying consolation it death. Pachikomana
TEDIOUS MUSINACHIREVO tweet media
English
17
1
54
3.5K
kid🚶💨💨
kid🚶💨💨@DhalaRaphael·
Mari yakanaka guys, nhanha akufamba achiita hake machallenge ekupa vanhu mari kutik tok uko😂😂🙌🙌...i mean like yawandisa zvekuti vakushaiwa zvekuiitisa💔💔
kid🚶💨💨 tweet media
Suomi
0
0
0
12
Faffie-dzashe
Faffie-dzashe@Faffiedzashe·
Yeah chirongwa chemota chakuita chichibata maFav evanhu ese one by one 🤞🏾
Eesti
63
42
676
52.3K
Redflag ndini🚩
Redflag ndini🚩@babydragon263·
Ukaona waenda kubasa Nhasi hausi serious nelife🤭😂😂
Indonesia
17
8
103
5.3K
Handife nhasi🤕
Handife nhasi🤕@Wachewee·
@DhalaRaphael Hmmm parikubhaizika wangu. Vana veSunday school vakutoziva founder kudarika story yaJesu😭🙌🏾
Indonesia
1
0
3
239
Handife nhasi🤕
Handife nhasi🤕@Wachewee·
Kana wakakurira muChurch inoparidzwa Jesu chete Thank God. Kwedu uko tanzwa nekuparidzirwa Founder. Akazodai akadai, avakufa akataura zvakati😂🙌🏾
104
72
787
49.8K