Ndin Zvangu
223 posts


@loiceMututuvar1 @MurapaG Kufira murume here dear, kufira lovhu chaiyo..zvambonyanyoitaseiko…..
Kana zvirikuda kuitika zvisingakuitire siya zvee nhai…hausiriwe wekutanga kuita mereji inofa, unozongopora shaa….kwete zvedrama rekuti heee ndofa hangu, asi uri dofo kani?
GIF
Slovenščina

@loiceMututuvar1 You are no saint here yourself shamwari..you knew she was heartbroken, why were you so quick to takeover from ‘dream man’ uchiziya kuti achiri nemarwadzo…your timing was off shamwari newewo,
Healing is not linear, dai wakasiya munhu akapora first maybe mungadai mutorimese now
English

@Faffiedzashe @VMusinachirevo Ini mazuvano handirambe😂ndinotonyatsoti ehe ndrimusalad, kana zvisingandiitire zvamukuda kuti ndidye handidyeeeee, handiite izvozvo

@loiceMututuvar1 Zviri pa2 dear….pamwe iye ndiye ane dora risiri kuenderana nenhangirini yako…udzanayi chokwadi kumarireshenishipi uko
Indonesia

@CineCelebsPulse Aiwa zamu anaro zvake…zvimwe zvese mungataure asi zamu vanaro zvavo sisi
Ndin Zvangu retweetledi
Ndin Zvangu retweetledi

@loiceMututuvar1 Pane zvakaitika hidey, ita akuudze chokwadi, it wasnt just a hug….kana aramba unodzoka pano

@kushimiy @loiceMututuvar1 Yapindigwa nevafundisi hokoyo😂😂😂😂😂😂🤣🤣
Filipino

@loiceMututuvar1 Advice from here haaa unobva neconfusion chaiyo.
Is it normal - Masterbation is never normal, neither is sleeping around.
You should never do both till you are married.
How do you overcome this masterbation issue, find a trigger, eliminate it, seek God more.
English

@loiceMututuvar1 Rega urambwe, manyorero ekupiko iwaya, chii chakadaro murume mukuru…
Anyway moda kusevheyiko imi matogarisa ikoko already, go back to your wife udzikame mashoko mowanza erudo pane kuda kutotaurisa kumunhu ane career yako mumaoko ake zvaizvozvi.. munonosevha muriikoko

@MeeHere00 @nobiechishyy Ndiwe zvako watofunga kunyora iri ordered list?

























