Zuruvi Special
535 posts


@The_Doc23_uz That collabo was from way back before they labeled Gaffa as an enemy so it doesn’t count
English

@killerzivhu1 Rovai mukoma... pakadai hamungatadze kana kunwa bhawa rese... dai varamba vakavhara vakomana vedu avo
Lietuvių
Zuruvi Special retweetledi

🔸Chinzwaika, agenda iripo ndeyekuti amaWarriors anofanirwa kurira paX kudarika mateam ese. Panongoiswa post yevakomana pahandle ye @TotalAFCON2025, munhu wese ngaaise like, nerepost. Nyangwe iri nyaya yei, nyorai kuti but the Warriors are the best, Zimbabwe is best nekuti Go Warriors. Vanogadzira magraphics, gadzirai. Kana zvagadzirwa, munhu wese aneduty rekutenderedza. Kunyanya game ririko neVapfanha vekumhiri kweLimpopo inoda kungwarirwa. Iriko musiwa 29. Panozosvika game iroro, tinofanhirwa kunge tahyper team yedu zvekuti vanotoona kuti team iyi irimberi pakusupportwa nekudiwa nevanhu. Ikoko vaneAgenda yavo yekudealer nesu saka ngativangwarirei. Tinotaura hedu murudo not kutuka tichitaura kuti Zimbabwe igoridhe, Zimbabwe irimberi. ZIFA painongobuditsa maprofile nemavideo etraining iri on the ground, ngatibvei tatenderedza. Basa redu isu nderekubooster morale yevakomana kuti pavanozotamba mitambo, cantina kuti kumusha vanhu vagakarira, varikuda kuona tichibudirira. Mahashtags edu ndiwawo- #GoWarriorsGo #TeamZimbabwe🇿🇼

Indonesia

@bosskimhucci @mabha_rani Stop displaying your stupidity here
English

@HighChiefOkoro Nigeria failed to end Boko Haram and you expect it to end a whole national army.... what a joke
English

@Shadaya_Knight Even the bible rinototi bofu haritungamiri rimwe bofu.... cook 🐐
HT

@Brian___Jethro @MudiwaHood Munhu ane brain dzodhonza anoda motivation yei....kutsvaga kungoudzwa kuti i started a chicken project with 2 feathers
Polski

Mudiwa has helped more youths than the opposition party
· He creates jobs & opportunities every year
· He sends motivational speeches to the youth
· He pays fees for many students (tho he doesn't disclose this)
If you're not inspired by @MudiwaHood, then you are a big problem

English

@Radvan_Vedasto An argument must be supported by FACTS... why are you discouraging this.. when it is the cheapest material available
English

@michael_washe Usatifendera iwewe..... ndo definition yako here iyo yekuva rich
Indonesia






















