
@dondo_comfort @CMukungunugwa Chokwadi, batsirai vanhu, the average Zimbabwean lives in poverty. Yes we see that there is an increased interest in Zim resources but mari yacho haisi kusvika ku ordinary people, tinodawo hupenyu hunoratidza kuti nyika irikubudirira.
Indonesia





















