@twoshadee Haunyebe and vanoziva vanhu veku targeter kuti uyu ane mari, once had an encounter nemumwe Kuna fifth Ave achiti ndibatsirewo kuverenga mabond, ndakamuti haa mdara enda paMukwati apo vanokubatsirai and havakubirei but to my surprise haana kuenda he kept on approaching vanhu
@twoshadee Even kumhoreswa kumaoko kkkk lost 300 this other day and I know even know how it happened nekuti yaive mupocket yeboxer short ine zip. That's when I stopped kungomhoresa anyone