
@Am_Blujay Ndiye anemhepo uyo chakamutadzisa kufamba nemhuri yake chii nhaimwi kusvika mukadzi aende ega nevana.Xt time adzidze kuda mhuri yake nekuronga pamwe kana azowana imwe.In a normal home mukadzi anototi tiperekedzei newewo wacho uchiona kuti ungasara uchiitei wega?
Indonesia




































